RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 24:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+

  • Mateu 24:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Uye aya mashoko akanaka eUmambo achaparidzwa munyika yese kuti ave uchapupu kumarudzi ese,+ mugumo wozosvika.

  • Johani 18:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Saka Pirato akati kwaari: “Saka uri mambo here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kutaura kuti ndiri mambo.+ Nekuti izvi ndizvo zvandakaberekerwa, uye ndizvo zvandakauyira munyika, kuti ndipupure chokwadi.+ Munhu wese ari kudivi rechokwadi anoteerera inzwi rangu.”

  • Zvakazarurwa 17:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Ndakaona kuti mukadzi wacho akanga akadhakwa neropa revatsvene uye neropa rezvapupu zvaJesu.+

      Pandakamuona ndakashamisika kwazvo.

  • Zvakazarurwa 20:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Uye ndakaona zvigaro zveumambo, uye vaya vakanga vakagara pazviri vakapiwa simba rekutonga. Chokwadi, ndakaona mweya* yevaya vakaurayirwa* kupupura nezvaJesu uye kutaura pamusoro paMwari, vakanga vasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho kana kuiswa chiratidzo pahuma dzavo nepamaoko avo.+ Vakava vapenyu, vakatonga semadzimambo naKristu+ kwemakore 1 000.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe