VaRoma 8:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+
17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+