Pisarema 99:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 99 Jehovha ava Mambo.+ Marudzi ngaadedere. Anogara pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Nyika ngaizununguke. Zekariya 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uye Jehovha achava Mambo panyika yese.+ Zuva iroro pachava naJehovha mumwe chete,+ uye achava nezita rimwe chete.+ Zvakazarurwa 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+
99 Jehovha ava Mambo.+ Marudzi ngaadedere. Anogara pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Nyika ngaizununguke.
9 Uye Jehovha achava Mambo panyika yese.+ Zuva iroro pachava naJehovha mumwe chete,+ uye achava nezita rimwe chete.+
6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+