Zvakazarurwa 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe; Zvakazarurwa 20:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.
3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe;
2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.