RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 16:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Nekuti munhu wese anoda kuponesa upenyu hwake* acharasikirwa nahwo, asi munhu wese anorasikirwa neupenyu hwake* nekuda kwangu achahuwana.+

  • Ruka 14:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 “Kana munhu akauya kwandiri, iye asingavengi baba vake naamai nemudzimai nevana nevanin’ina nehanzvadzi, uye kunyange upenyu hwake* pachake,+ haagoni kuva mudzidzi wangu.+

  • Mabasa 20:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Kunyange zvakadaro, handioni upenyu hwangu* sehunokosha kwandiri kana ndisina kupedza nhangemutange yangu+ neushumiri hwandakapiwa naShe Jesu, kuti ndipe uchapupu hwakasimba hwemashoko akanaka enyasha dzaMwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe