Mateu 24:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+ Mabasa 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi muchagamuchira simba pachauya mweya mutsvene pamusoro penyu,+ uye muchava zvapupu zvangu+ muJerusarema,+ muJudhiya mese nemuSamariya,+ uye kusvikira kunzvimbo dziri kure dzenyika.”*+ Zvakazarurwa 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu. Zvakazarurwa 6:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Parakavhura chisimbiso chechishanu, ndakaona pasi peatari+ paine mweya*+ yevaya vakaurayirwa shoko raMwari uye kupupura kwavakanga vaita.+
9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+
8 Asi muchagamuchira simba pachauya mweya mutsvene pamusoro penyu,+ uye muchava zvapupu zvangu+ muJerusarema,+ muJudhiya mese nemuSamariya,+ uye kusvikira kunzvimbo dziri kure dzenyika.”*+
9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu.
9 Parakavhura chisimbiso chechishanu, ndakaona pasi peatari+ paine mweya*+ yevaya vakaurayirwa shoko raMwari uye kupupura kwavakanga vaita.+