2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera nekuti chakapiwa mamwe marudzi, uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi 42.+ 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri zviprofite kwemazuva 1260 zvakapfeka masaga.”