Zvakazarurwa 12:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka Dhiragoni yakatsamwira mukadzi kwazvo, ikaenda kunorwa nevana* vake vakanga vasara,+ vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rekupupura nezvaJesu.+
17 Saka Dhiragoni yakatsamwira mukadzi kwazvo, ikaenda kunorwa nevana* vake vakanga vasara,+ vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rekupupura nezvaJesu.+