Pisarema 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.” VaHebheru 12:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi imi makaswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga,+ nekumakumi ezviuru engirozi 1 Petro 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti Rugwaro runoti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo rakasarudzwa, dombo rinokosha repakona refaundesheni, uye hapana munhu anotenda mariri achaodzwa mwoyo.”*+
22 Asi imi makaswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga,+ nekumakumi ezviuru engirozi
6 Nekuti Rugwaro runoti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo rakasarudzwa, dombo rinokosha repakona refaundesheni, uye hapana munhu anotenda mariri achaodzwa mwoyo.”*+