Eksodho 20:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene. Pisarema 146:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Muiti wedenga nenyika,Negungwa, nezvese zviri mazviri,+Uyo anoramba akatendeka,+
11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene.