-
1 VaTesaronika 4:16, 17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 nekuti Ishe pachake achaburuka kudenga achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo raMwari, uye vaya vakafa muna Kristu ndivo vachatanga kumuka.+ 17 Pashure pacho isu vapenyu tinenge tichirarama, tichatorwa mumakore+ pamwe chete navo, kuti tisangane naShe+ mumhepo; saka tichazogara tiina Ishe.+
-