RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 28:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Jesu akaswedera pedyo navo akati kwavari: “Ndakapiwa masimba ese kudenga nepanyika.+

  • Mabasa 2:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Saka imba yese yaIsraeri ngaizive kuti chokwadi Mwari akaita kuti Jesu uyu wamakaroverera padanda+ ave Ishe+ uye Kristu.”

  • 1 Timoti 6:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 uko kucharatidzwa kana nguva yacho yakwana naiye anofara, iye ega Mutongi Ane Simba. Iye ndiye Mambo wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe wevaya vanotonga semadzishe,+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe