2 VaTesaronika 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kana zvadaro, munhu asingateereri mutemo achabva abudiswa pachena; achaparadzwa naIshe Jesu nemweya wemuromo wake,+ paacharatidza+ kuvapo kwake. Zvakazarurwa 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 uye pakati pezvigadziko zvacho paiva neakanga akaita semwanakomana wemunhu,+ ainge akapfeka nguo yaisvika kutsoka, akasunga bhandi regoridhe pachipfuva. Zvakazarurwa 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Aiva nenyeredzi nomwe muruoko rwake rwerudyi,+ uye mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza, rinocheka nekwese,+ uye chiso chake chakanga chakaita sezuva parinenge richipenya kusvika pekupedzisira.+
8 Kana zvadaro, munhu asingateereri mutemo achabva abudiswa pachena; achaparadzwa naIshe Jesu nemweya wemuromo wake,+ paacharatidza+ kuvapo kwake.
13 uye pakati pezvigadziko zvacho paiva neakanga akaita semwanakomana wemunhu,+ ainge akapfeka nguo yaisvika kutsoka, akasunga bhandi regoridhe pachipfuva.
16 Aiva nenyeredzi nomwe muruoko rwake rwerudyi,+ uye mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza, rinocheka nekwese,+ uye chiso chake chakanga chakaita sezuva parinenge richipenya kusvika pekupedzisira.+