Zvakazarurwa 14:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Nyora kuti: Vanofara vaya vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino zvichienda mberi. Mweya unoti chokwadi ngavazorore pabasa ravo guru, nekuti vanobva vangoenda* nemabasa avo.”
13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Nyora kuti: Vanofara vaya vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino zvichienda mberi. Mweya unoti chokwadi ngavazorore pabasa ravo guru, nekuti vanobva vangoenda* nemabasa avo.”