9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”