RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 5:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Asi ini ndinoti kwamuri munhu wese anoramba akatsamwira+ hama yake achazvidavirira kudare rinotonga; uye munhu wese anoshevedza hama yake neshoko rekuzvidza risingatauriki achazvidavirira kuDare Repamusorosoro; asi munhu wese anoti, ‘Iwe zibenzi!’ achange akakodzera kupinda muGehena* remoto.+

  • Mateu 18:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Uyewo, kana ziso rako richiita kuti ugumburwe,* ritodogore urirasire kure newe. Zviri nani kuti upinde uine ziso rimwe chete muupenyu pane kukandwa uine maziso maviri muGehena* remoto.+

  • Zvakazarurwa 21:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Asi kana vari vaya vanotya nevaya vasina kutenda+ nevaya vane tsvina uye vanosemesa nemhondi+ nemhombwe*+ nevanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori nevarevi venhema+ vese, vachakandwa mugungwa rinopfuta moto nesarufa,+ iro rinoreva rufu rwechipiri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe