Isaya 60:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+ 2 Nekuti rima richafukidza nyikaUye rima gobvu richafukidza marudzi;Asi Jehovha achapenya pauri,Uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.
60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+ 2 Nekuti rima richafukidza nyikaUye rima gobvu richafukidza marudzi;Asi Jehovha achapenya pauri,Uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.