Zvakazarurwa 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naAmeni,+ chapupu+ chakatendeka uye chechokwadi,+ wekutanga pane zvakasikwa naMwari:+
14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naAmeni,+ chapupu+ chakatendeka uye chechokwadi,+ wekutanga pane zvakasikwa naMwari:+