Pisarema 89:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye ndichaita kuti ave dangwe,+Ave pamusoro pemadzimambo ese epanyika.+ 1 Timoti 6:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 uko kucharatidzwa kana nguva yacho yakwana naiye anofara, iye ega Mutongi Ane Simba. Iye ndiye Mambo wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe wevaya vanotonga semadzishe,+ Zvakazarurwa 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Panguo yake yekunze, ipo pachidya chake, pakanyorwa zita rekuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+
15 uko kucharatidzwa kana nguva yacho yakwana naiye anofara, iye ega Mutongi Ane Simba. Iye ndiye Mambo wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe wevaya vanotonga semadzishe,+
16 Panguo yake yekunze, ipo pachidya chake, pakanyorwa zita rekuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+