Mapisarema
Rwiyo rwaDhavhidhi.
110 Jehovha akati kuna Ishe wangu:
2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti:
“Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+
3 Vanhu vako vachazvipira nemwoyo wese pazuva raunoenda neuto rako rehondo.*
Muutsvene hunokudzwa, kubva muchibereko chemambakwedza,
Iwe une chikwata chemajaya akaita semadonhwe edova.
4 Jehovha akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo:*
Achapwanya mutungamiriri* wenyika yakakura.*
7 Achanwa* mvura murwizi rwakatevedza mugwagwa.
Saka acharamba akasimudza musoro wake.