Mapisarema
Nyika ngaifare.+
Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+
2 Makore nerima gobvu zvakamupoteredza;+
Kururama nekutonga zvakarurama ndizvo nheyo dzechigaro chake cheumambo.+
7 Vese vaya vanoshumira chero mufananidzo wakavezwa ngavanyadziswe,+
Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+
Mukotamirei,* imi mese vanamwari.+
9 Nekuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wekumusorosoro ari kumusoro kwenyika yese;
Makakwirira kupfuura vamwe vanamwari vese nekure.+
10 Imi vanoda Jehovha, vengai zvakaipa.+
12 Farai muna Jehovha, imi vakarurama,
Ongai zita rake dzvene.