Mapisarema
Rwiyo rwaDhavhidhi.
א [Aleph]
25 Ndinotendeukira* kwamuri, haiwa Jehovha.
ב [Beth]
Musaita kuti vavengi vangu vafarire nhamo yangu.+
ג [Gimel]
ד [Daleth]
ה [He]
ו [Waw]
Ndakatarisira kwamuri zuva rese.
ז [Zayin]
ח [Heth]
7 Musayeuka zvivi zvandakaita ndichiri mudiki uye kudarika kwangu.
ט [Teth]
8 Jehovha akanaka uye akarurama.+
Ndokusaka achirayiridza vatadzi nzira yavanofanira kufamba nayo.+
י [Yod]
כ [Kaph]
10 Nzira dzese dzaJehovha dzinoratidza kuti ane rudo rusingachinji uye kuti akatendeka
ל [Lamed]
מ [Mem]
12 Ndiani munhu anotya Jehovha?+
Iye achamurayiridza nezvenzira yaanofanira kusarudza.+
נ [Nun]
ס [Samekh]
ע [Ayin]
פ [Pe]
16 Tendeudzirai chiso chenyu kwandiri, mundinzwire nyasha,
Nekuti ndiri ndega uye handina mubatsiri.
צ [Tsade]
ר [Resh]
19 Onai kuwanda kwaita vavengi vangu
Uye hasha dzavari kundiitira vachindivenga.
ש [Shin]
20 Chengetedzai upenyu hwangu* uye ndiponesei.+
Musaita kuti ndinyadziswe nekuti ndakapotera kwamuri.
ת [Taw]
21 Kuperera kwangu kwamuri uye kururama kwangu ngazvindichengetedze,+
Nekuti tariro yangu iri mamuri.+
22 Haiwa Mwari, nunurai* Israeri mukutambudzika kwake kwese.