RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 57
  • Vanhu vaJehovha Vanofara

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vanhu vaJehovha Vanofara
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tizira kuUmambo hwaMwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 57

Rwiyo 57

Vanhu vaJehovha Vanofara

(Pisarema 89:15)

1. Vanofara vanoziva kudanidza,

Vamunopa idi, Nokuropafadzwa.

Vanofamba muchiedza chechiso chenyu;

Vofara kushanda munzvimbo yavo.

(Korasi)

2. Satani nehondo yake vanorwisa;

Basa ngariwande; Rumbidzo inzwike.

Jehovha akapa vanyoro hutiziro;

Anochengeta votsvaka kunaka.

(Korasi)

3. Tisarashikirwe noushingi hwedu.

Vangarambaidi, Ngatisvinurire.

Ngatitsunge tichichengeta kuperera;

ZvaShe achida tichamubatira.

(KORASI)

Tsitsi dzenyu, munoratidzira

Avo vanozivisa zita renyu.

NeShoko nomudzimu vonzwisisa,

Voratidza kutenda nebasa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe