RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 86
  • Kusakurira Chibereko Chorudo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusakurira Chibereko Chorudo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kuva Norudo
    Imbirai Jehovha
  • ‘Rambai Muchibereka Zvibereko Zvakawanda’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Jehovha Anoda Vaya ‘Vanobereka Zvibereko Nekutsungirira’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 86

Rwiyo 86

Kusakurira Chibereko Chorudo

(1 Vakorinte 13:8)

1. Jehovha norudo anopa

Vashumiri vake vapasi

Zvipo kuti vagoita

Kuda kwake vave vedi.

Vaonge mudzimu wake,

Vavewo nezvibereko;

Vape ngwariro hurusa

Kuchibereko chorudo.

2. Mavara omuhushumiri

Ngatirwise kuashandisa;

Ngwariro huru toipa

Kukwanirisa zvikuru.

Hakuzi kudyisa bedzi

Makwai atinowana;

Ngatipe nomwoyo wose

Ropafadzo dzatinopa.

3. Ngatishandirei wedzero

Tidzivirire rudo rwedu.

Shivira pakutambura;

Takurira vamwe m’toro.

Tinzwe mufaro uripo

Mukusa va noudyire;

Ndokuzadzikisa rudo

Tichiva saMwari wedu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe