RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 88
  • Munyengetero Womubatiri waMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Munyengetero Womubatiri waMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Munyengetero Wemushumiri waMwari
    Imbirai Jehovha
  • Tinoonga Mupi Woupenyu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kristu Muenzaniso Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kufamba Muzita raMwari Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 88

Rwiyo 88

Munyengetero Womubatiri waMwari

(Jakobho 3:17)

1. Baba wokumatenga,

Ngatimunamatei;

Tsitsi dzenyu dzogara,

Uye ndedzechokwadi.

Uye ndedzechokwadi,

Tsitsi dzenyu dzogara.

2. Zvatinoita basa,

Tidzidzisei, Mwari.

Mitemo tochengeta,

Tive pedyo ne“gwai.”

Tive pedyo ne“gwai,”

Mitemo tochengeta.

3. Tipei uchenjeri,

Hunyoro hune rudo.

Ngative vane tsitsi,

Zvatinobatire’mi.

Zvatinobatire’mi,

Ngative vane tsitsi.

4. Mufaro worutivi

Mubasa wotizadza.

Tinyengetererewo

Umambo huwedzere.

Umambo huwedzere,

Tinyengetererewo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe