RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 104
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rweUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovha
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 104

Rwiyo 104

Rwiyo Kuno Wokumusorosoro

(Pisarema 47:2)

1. Ngati’mbire Mwari rwiyo;

Kurumbidzwawo ndokwake.

Nokuimbisa kuna Ja,

Tozivisa kuti mukuru.

(Korasi)

2. Farai pakunzwa nyanga:

Umambo hwakaberekwa.

M’fambiro wedu kunaShe

Ukudze kudzidzisa kwake.

(Korasi)

3. Tiri mu“nguva yom’gumo”;

Tidzivirire namato.

Mwari m’kundi ane mbiri;

Nokudaro tinom’rumbidza.

(KORASI)

Jehovha anotonga;

Achiita rukundo.

Nashe Jesu, anokosha

Ushe hwakavamba.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe