RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 185
  • Rumuko—Gadziriro Yorudo yaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumuko—Gadziriro Yorudo yaMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kugadzirira Kunoparidza
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chidzidzo 3
    Zvandinodzidza muBhaibheri
  • “Musatya, Boka Duku”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • NaKristu Muparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 185

Rwiyo 185

Rumuko—Gadziriro Yorudo yaMwari

(Johane 11:25)

1. Rumuko rwavanhu vose

Rworatidza nyasha,

Dzirimuna Kristu Jesu

Kuratidza rudo.

“Boka duku” richamutswa;

Rowana upenyu.

Nokufa vakatendeka,

Votonga kwechuru.

2. Ku“gore rezvapupu”-wo,

Kwopiwa upenyu.

“Kurumuko rwuri nane”

Rwakatopikirwa.

Tovimba “mamwe makwai”

Ari kufa zvino

Achatanga kumutswawo

Kuzokudza Mwari.

3. Vose vari kumakuva

Vachamunzwa Kristu,

Sembavha yakafa naShe,

Vachafara kwazvo.

Pamugumo wechuuru,

Panevo muedzo;

Vachadzivisa Satani

Vacharopafadzwa.

4. Kunemi “vakasarira”

na“mamwe makwai,”

Udzai vane vakafa,

Vachavaonazve.

Itaiwo zvakanaka

Sezvakarairwa,

Rufu harukudzivisi

Kuwana m’bairo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe