RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 10
  • “Ndiri Pano! Nditumei”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndiri Pano! Nditumei”
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • “Ndiri Pano! Nditumei!”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Ndiri Pano! Nditumei”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 10

Rwiyo 10

“Ndiri Pano! Nditumei”

Rakaprindwa

(Isaya 6:8)

1. Vanhu vanozvidza Mwari

Nenzira dzakasiyana.

Vamwe voti haana simba.

“Haako!” benzi rodaro.

Ndiani anga m’chenesa,

Om’rumbidza vose vanzwe?

“Ndiri pano! Nditumei.

Ndichaimba ndorumbidza.

(KORASI)

Chikomborero chikuru. Ndi

ri pano! Nditumei.”

2. Vamwe voti ononoka;

Havazivi kutya Mwari.

Vanonamata zvidhori;

Vamwe vokudza Kesari.

Ndiani ovanyevera

Nezvehondo yake Mwari?

“Ndiri pano! Nditumei.

Ndinyevere ndisingatyi.

(KORASI)

Chikomborero chikuru. Ndi

ri pano! Nditumei.”

3. Nhasi vanyoro vochema;

Uipi huchiwedzera.

Vakatendeka votsvaka

Chokwadi chopa rugare.

Ndiani anganyaradza

Vanotsvaka kururama?

“Ndiri pano! Nditumei.

Ndidzidzisewo vanyoro.

(KORASI)

Chikomborero chikuru. Ndi

ri pano! Nditumei.”

(Onawo Pis. 10:4; Ezek. 9:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe