RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 99
  • Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 99

Rwiyo 99

Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 7:9)

1. Boka guru riri kubva

Mumarudzi mazhinji.

Riri kuunganidzwa

NaKristu nevakazodzwa.

Umambo hwakatogadzwa;

Hwava pedyo nokutonga.

Tariro iyi inokosha,

Yofadza nokunyaradza.

(KORASI)

Rumbidzai Jehovha

Nemwana wake

Avo vakatidzikinura.

Tava netariro youpenyu

Tichishumira Mwari.

2. Tinorumbidza Kristu,

Mambo wedu, tichifara.

Muchinda Worugare

Achaita kuda kwaMwari.

Ramangwana tichafara

Munyika isingatyisi.

Vakafa pavachazomutswa,

Inguva yokupembera!

(KORASI)

Rumbidzai Jehovha

Nemwana wake

Avo vakatidzikinura.

Tava netariro youpenyu

Tichishumira Mwari.

(Onawo Pis. 2:6; 45:1; Isa. 9:6; Joh. 6:40.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe