RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 126
  • Basa Redu Rokuzvipira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Basa Redu Rokuzvipira
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    Imbirai Jehovha
  • “Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 126

Rwiyo 126

Basa Redu Rokuzvipira

Rakaprindwa

(Pisarema 127:1)

1. Zuva racho rasvika;

Tinoda kunyengetera.

Mwari matikudza,

Tinoshaiwa mashoko!

Makatikomborera

Pabasa rokuzvipira.

Tapedza kuvaka,

Matikomborera kwazvo.

(KORASI)

She Jehovha makatikudza

Kuti tikuvakirei.

Tinoda kuramba tichikushumirai

Mugorumbidzwa muzvose.

2. Zvino zviso zvofara,

Ushamwari hwasimbiswa!

Tichagara tichizviyeuka

Nariini.

Taona simba renyu,

Pakushanda pamwe chete.

Iwo mubayiro;

Tatsvenesa zita renyu.

(KORASI)

She Jehovha makatikudza

Kuti tikuvakirei.

Tinoda kuramba tichikushumirai

Mugorumbidzwa muzvose.

(Onawo Pis. 116:1; 147:1; VaR. 15:6.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe