RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 130
  • Chishamiso Choupenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishamiso Choupenyu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Chishamiso Cheupenyu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu hwaPiyona
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu hwaPiyona
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 130

Rwiyo 130

Chishamiso Choupenyu

Rakaprindwa

(Pisarema 36:9)

1. Mucheche wose, Donhwe remvura,

Nechiedza chezuva, nezvokudya​—

Zvipo zvaMwari; Zvinomukudza.

Zvishamiso zvake, zvinotitsigira.

(KORASI)

Chipo chakanaka todini nacho?

Ngatide akatipawo upenyu hwedu.

Nyange zvikadini, hatihushandiri.

Ihwo chipo chedu, uye chishamiso.

2. Vamwe havana kana tariro,

Vanoti kufa zvavo kuri nani.

Asi tokudza Jehovha Mwari,

Tichitenda upenyu hwatiinahwo.

(KORASI)

Chipo chakanaka todini nacho?

Ngatide vamwe tovabata zvakanaka.

Nyange zvikadini, hatihushandiri.

Ihwo chipo chedu, uye chishamiso.

(Onawo Job. 2:9; Pis. 34:12; Mup. 8:15; Mat. 22:37-40; VaR. 6:23.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe