Rakaprindwa
Chikamu 4
Adhamu naEvha havana kuteerera Mwari, saka vakafa. Genesisi 3:6, 23
Vakafa havana upenyu sezvakangoita guruva. Genesisi 3:19
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.