Chidzidzo 2
Ona mhuka dziri pedyo neareka yaNoa.
Ndedzipi dzinokuma, uye ndedzipi dzinohukura?
Mhuka dzose, pfupi uye refu, dzakaponeswa neareka yaNoa.
MIRAYIRIDZO KUVABEREKI
Verengerai mwana wenyu:
Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:
Bheya Imbwa Nzou
Twiza Shumba Tsoko
Nguruve Gwai
Mbizi Muraraungu
Kumbirai mwana wenyu kuti atevedzere machemero emhuka dzinotevera:
Imbwa Shumba Tsoko
Nguruve Gwai
[Mufananidzo uri papeji 6, 7]