RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mb chidzidzo 5
  • Chidzidzo 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chidzidzo 5
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Nyemwerera Zvinokubatsira!
    Mukai!—2000
  • Simba Rokunyemwerera
    Mukai!—2003
Zvandinodzidza muBhaibheri
mb chidzidzo 5

Chidzidzo 5

1 VaTesaronika 5:18

Kana shamwari yako ikakupa chipo kana kuti ikakuitira chimwe chinhu chakanaka, unogona kunyemwerera!

Chero kwaunenge uri kana kuti chero chawaitirwa, Nguva dzose yeuka kuti “Maita basa!”

MIRAYIRIDZO KUVABEREKI

Verengerai mwana wenyu:

1 VaTesaronika 5:18

Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:

Chipo Mukomana

Dhoo Zvokudya

Tsvagai zvinhu zvisiri nyore kuona.

Apuro Foni

Bvunzai mwana wenyu kuti:

Zvakanakirei kutaura kuti “Maita basa”?

[Mufananidzo uri papeji 12]

[Mufananidzo uri papeji 13]

[Mufananidzo uri papeji 13]

[Mufananidzo uri papeji 13]

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe