Chidzidzo 6
Tarira zvigunwe zvako, uye fambisa-fambisa zvigunwe zvako zvekutsoka.
Nongedza nzeve dzako uye mhuno yako.
Tarisa makumbo ayo anoita kuti umhanye, usvetuke uye upidiguke uyewo uite zvose zvinonakidza!
Tarira mugirazi, uye uri kuonei?
Jehovha akasika zvinhu zvose nenzira inoshamisa!
MIRAYIRIDZO KUVABEREKI
Verengerai mwana wenyu:
Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:
Zvigunwe Zvigunwe zvekutsoka Mhuno
Nzeve Muromo
Tsvagai zvinhu zvisiri nyore kuona.
Gakanje Katsi
Bvunzai mwana wenyu kuti:
Ndiani akasika iwe neni?
[Mufananidzo uri papeji 14]
[Mufananidzo uri papeji 15]
[Mufananidzo uri papeji 15]
[Mufananidzo uri papeji 16]