Rwiyo 144
Kana Vachida Upenyu
Gore rino reku-
farirwa, tovaudza:
‘Zuva rehasha dzake
riya rava pedyo.’
(KORASI)
Vachapona, kwete vega
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vaterera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
Tiri kuparidza,
kwese kuti vauye
Vayanane naMwari;
tinovakumbira.
(KORASI)
Vachapona, kwete vega
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vaterera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
Yapera, nguva yacho,
Yokuti vanzwe, vapone.
Saka tovadzidzisa
Chokwadi chinoponesa.
(KORASI)
Vachapona, kwete vega
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vaterera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
(Onawo 2 Mak. 36:15; Isa. 61:2; Ezek. 33:6; 2 VaT. 1:8.)