RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • snnw rwiyo 147
  • Pfuma Chaiyo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pfuma Chaiyo
  • Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Pfuma Chaiyo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha Ndiro Zita Renyu
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Unonzwa Sei Nebasa Iri?
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Ndimi Simba Redu, Tariro Yedu, Tinovimba Nemi
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
snnw rwiyo 147

Rwiyo 147

Pfuma Chaiyo

(Maraki 3:17)

  1. Mwari ava nevana,

    Vakazodzwa nom’dzimu.

    Vakatengwa panyika;

    Akavafarira.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  2. Ivo rudzi rutsvene,

    Vanonzwisisa Shoko.

    Vakabviswa murima

    Vakavhenekerwa.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  3. Pakutsvaga makwai,

    Vanhu vakatendeka.

    Ivo vakavimbika,

    Kuna Mambo Jesu.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda Jehovha.

    Vanozivisa mbiri yenyu.

(Onawo Isa. 43:20b, 21; 1 Pet. 2:9; VaK. 1:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe