RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • snnw rwiyo 153
  • Unonzwa Sei Nebasa Iri?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unonzwa Sei Nebasa Iri?
  • Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Unonzwa Sei Nebasa Iri?
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chikumbiro chaJehovha Cherudo: ‘Mwanangu, Iva Akachenjera’
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • ‘Zvinhu Zvinokosha Kupfuura Zvimwe’
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
snnw rwiyo 153

Rwiyo 153

Unonzwa Sei Nebasa Iri?

(VaHebheru 13:15)

  1. Iwe unonzwa sei

    wadzidzisa nechido,

    Waita basa rako

    zvinobaya mwoyo?

    Waedzawo zvese;

    Mwari achapedzisa.

    Anonzwisisa mwoyo

    yevanomutsvaga.

    (KORASI)

    Tinofara tichimupa

    mwoyo, pfungwa nenzwi redu.

    Chibayiro chemiromo

    ngachisambomira.

  2. Iwe unonzwa sei

    shoko rako rakwezva

    Vane mwoyo inoda

    upenyu chaihwo?

    Vamwe vanoramba,

    vamwe vanonyeperwa.

    Kunyange zvakadaro

    toda zita rake.

    (KORASI)

    Tinofara tichimupa

    mwoyo, pfungwa nenzwi redu.

    Chibayiro chemiromo

    ngachisambomira.

  3. Iwe unonzwa sei,

    Mwari amire newe,

    Kuti akapa iwe

    basa redu iri?

    Todada kuenda

    neushingi, nenyasha,

    Kunotsvaga vanoda;

    tava kuzopedza.

    (KORASI)

    Tinofara tichimupa

    mwoyo, pfungwa nenzwi redu.

    Chibayiro chemiromo

    ngachisambomira.

(Onawo Mab. 13:​48; 1 VaT. 2:4; 1 Tim. 1:​11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe