RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 41
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 41

RWIYO 41

Inzwaiwo Munyengetero Wangu

Rakaprindwa

(Pisarema 54)

  1. 1. Baba inzwai, rwiyo rwangu.

    Mwari wangu, ndogara nemi.

    Zita renyu iguru chose.

    (KORASI)

    Jehovha wenyasha ndinzwei.

  2. 2. Mazvita nezuva ranhasi.

    Mandipa upenyu nem’faro.

    Ndinofadzwa nerudo rwenyu.

    (KORASI)

    Jehovha wenyasha ndinzwei.

  3. 3. Ndoda zvinhu zvakarurama!

    Muchiedza ndifambisei.

    Zvikarema ndisimbisei.

    (KORASI)

    Jehovha wenyasha ndinzwei.

(Onawo Eks. 22:27; Pis. 106:4; Jak. 5:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe