RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 77
  • Chiedza Munyika Ine Rima

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiedza Munyika Ine Rima
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Chiedza Munyika Ine Rima
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Chiedza Chinopenya Zvikuru
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chiedza chaMwari Chinodzinga Rima!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 77

RWIYO 77

Chiedza Munyika Ine Rima

Rakaprindwa

(2 VaKorinde 4:6)

  1. 1. Murima riri munyika,

    Chiedza chopenya.

    Sezuva riri kubuda

    Kana kwa’kuyedza.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro.

    Rojeka sezuva,

    Zuva idzva rasvika,

    Kwa’kuyedza.

  2. 2. Vakarara ngavamutswe,

    Nguva zvayapera.

    Tichavanyengeterera,

    Tichavasimbisa.

    (KORASI)

    Ropenya murima,

    Shoko redu chiedza.

    Rinopa tariro.

    Rojeka sezuva,

    Zuva idzva rasvika,

    Kwa’kuyedza.

(Onawo Joh. 3:19; 8:12; VaR. 13:11, 12; 1 Pet. 2:9.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe