RWIYO 98
Magwaro Akafemerwa naMwari
Rakaprindwa
1. Shoko raMwari chiedza,
Rovheneka murima.
Kana tikaritevera,
Zvedi tinosunungurwa.
2. NeShoko rakafemerwa,
Todzidza zvinodiwa.
Rotipa chido nesimba;
Richiruramisa zvinhu.
3. Kubva muShoko raMwari
Toziva rudo rwake.
Torirava nguva dzese,
Kuti tisambotsauke.
(Onawo Pis. 119:105; Zvir. 4:13.)