RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 153
  • Ndipeiwo Ushingi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndipeiwo Ushingi
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • “Shinga . . . Uzviite”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Shingai!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • “Shinga, Usimbe Kwazvo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Tinogona Kuva Neushingi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 153

RWIYO 153

Ndipeiwo Ushingi

Rakaprindwa

(2 Madzimambo 6:16)

  1. 1. Nd’ri kunzwa ndichitya​—

    Mberi kune mhute.

    Ruoko rwangu m’nondibata;

    Muri pedyo neni.

    Upenyu hungaoma,

    Asi ndinoziva:

    M’ri Mwari akavimbika;

    M’nondidzivirira.

    (KORASI)

    Jehovha, ndisvinudzei

    Ndirambe nd’chiona

    Vari kwatiri vakawanda.

    Ndiitei ndishinge.

    Ushingi, ndipeiwo;

    Ndoda k’tsungirira.

    Jehovha, nd’shingisei;

    Imi muchakunda.

  2. 2. Kutya ndinombotya.

    Ndinongove ivhu.

    Mange muri dombo rangu;

    Simba risingapwi.

    Ndipeiwo ushingi,

    Mwoyo wangu ushinge.

    Handingabatwi zvachose​—

    Muguva kana mujeri.

    (KORASI)

    Jehovha, ndisvinudzei

    Ndirambe nd’chiona

    Vari kwatiri vakawanda.

    Ndiitei ndishinge.

    Ushingi, ndipeiwo;

    Ndoda k’tsungirira.

    Jehovha, nd’shingisei;

    Imi muchakunda.

    (KORASI)

    Jehovha, ndisvinudzei

    Ndirambe nd’chiona

    Vari kwatiri vakawanda.

    Ndiitei ndishinge.

    Ushingi, ndipeiwo;

    Ndoda k’tsungirira.

    Jehovha, nd’shingisei;

    Imi muchakunda.

    Jehovha, nd’shingisei;

    Imi muchakunda.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe