May 15-21
JEREMIYA 39-43
Rwiyo 133 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Achaitira Mumwe Nemumwe Zvinoenderana Nemabasa Ake”: (10 min.)
Jer 39:4-7—Zedhekiya akasangana nematambudziko nekuti haana kuteerera Jehovha (it-2-E 1228 ¶4)
Jer 39:15-18—Jehovha akafara Ebhedhi-mereki paakaratidza kuti aivimba naye (w12 5/1 31 ¶5)
Jer 40:1-6—Jehovha akachengetedza Jeremiya, mushumiri wake ainge akatendeka (it-2-E 482)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 42:1-3; 43:2, 4—Tinodzidzei kubva pakukanganisa kwakaitwa naJohanani? (w03 5/1 10 ¶10)
Jer 43:5-7—Zviri kutaurwa mumavhesi aya zvakazadzisa sei uprofita? (it-1-E 463 ¶4)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 40:11–41:3
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Isa 46:10—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Zva 12:7-9, 12—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 153 ¶19-20—Koka munhu wacho kumusangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu” (Pis 71:18): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 12 ¶16-23, uye bhokisi rakanzi “‘Zvakatishamisa’” uye rakanzi “Kushanya Kwevhiki Nevhiki Kwakabudirira,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 123 Nemunyengetero