PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 7-9
Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha
Nei Jehovha achikomborera boka guru revanhu?
‘Vakamira pamberi pechigaro chaJehovha,’ vachinyatsotsigira uchangamire hwake
Vanopfeka “nguo refu chena,” zvichiratidza kuchena uye kururama kwavakaita pamberi paJehovha nekuti vanotenda muchibayiro chaKristu
Vanoita “basa dzvene siku nesikati,” vanoramba vachinamata Jehovha nemwoyo wese
Ndingaitei kuti ndive muboka guru revanhu?