RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020

    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 1
Noa nemhuri yake vachipinza mhuka nezvinhu zvekushandisa muareka.

Noa nemhuri yake vachigadzirira kupinda muareka

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Mwari anonzi ani?

Rugwaro: Pis 83:18

Pekuzotangira: Jehovha anonyanya kuratidza unhu hupi?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? nekabhuku kanonzi ‘Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!’

    bhs 12 ¶14

  • fg chidzidzo 2

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Jehovha anonyanya kuratidza unhu hupi?

Rugwaro: 1Jo 4:8

Pekuzotangira: Ungava sei shamwari yaMwari?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? nekabhuku kanonzi ‘Teerera Mwari Urarame Nekusingaperi’

    bhs 11 ¶13

  • ll 29

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Ungava sei shamwari yaMwari?

Rugwaro: Joh 17:3

Pekuzotangira: Jehovha anotiudza here zvichaitika mune ramangwana?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? nekabhuku kanonzi ‘Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!’

    bhs 15 ¶19

  • fg chidzidzo 3

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe