RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 2
  • January 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 2

January 6-12

GENESISI 1-2

  • Rwiyo 11 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anosika Upenyu Panyika”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raGenesisi.]

    • Ge 1:3, 4, 6, 9, 11—Zuva rekutanga kusvika kuzuva rechitatu rekusika (it-1-E 527-528)

    • Ge 1:14, 20, 24, 27—Zuva rechina kusvika kuzuva rechitanhatu rekusika (it-1-E 528 ¶5-8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 1:1—Bhaibheri rinoti nyika yava nenguva yakareba sei iripo? (w15 6/1 5)

    • Ge 1:26—Jesu aivawo Musiki here? (it-2-E 52)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 1:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ratidza Kubatsira Kunoita Mashoko Acho, mobva makurukura navo chidzidzo 13 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w08 2/1 5—Musoro: Kuziva Kuti Takasikwa Kunoita Kuti Tive Nerugare Rwepfungwa. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 73

  • “Unogona Kutsanangura Zvaunotenda Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai mavhidhiyo anotevera: Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake uye Akadzidza Mararamiro Emhuka Anotsanangura Kutenda Kwake.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 98

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 18 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe