APRIL 20-26
GENESISI 32-33
Rwiyo 21 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?”: (10 min.)
Ge 32:24—Jakobho akaita mutsimba nengirozi (w03 8/15 25 ¶3)
Ge 32:25, 26—Jakobho haana kukanda mapfumo pasi kusvikira awana chikomborero (it-2-E 190)
Ge 32:27, 28—Jakobho akakomborerwa nekuti akatsungirira (it-1-E 1228)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 32:11, 13-15—Tingatevedzera sei kushanda nesimba kwakaita Jakobho kuti pave nerugare? (w10 6/15 22 ¶10-11)
Ge 33:20—Nei Jakobho akatumidza atari kuti “Mwari ndiMwari waIsraeri”? (it-1-E 980)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 32:1-21 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Elise ataura sei mashoko akarurama uye ane umboo? Elise naMorgan vabatsirana sei pavanga vachiparidza?
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Chii Chandinonyanya Kukoshesa?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ramba Wakaisa Pfungwa Dzako Pazvinangwa Zvekunamata.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 111 ¶10-21
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 150 Nemunyengetero