RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 2
  • Mozisi Akanyatsoteerera Mirayiridzo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mozisi Akanyatsoteerera Mirayiridzo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Unotevera Miraidzo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Kuteerera Kunokunda Chibayiro
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mirayiridzo Kune Vaya Vanopa Hurukuro paMusangano Webasa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 39-40

Mozisi Akanyatsoteerera Mirayiridzo

39:32, 43; 40:1, 2, 16

Mozisi akanyatsoteerera mirayiridzo yaakapiwa pakuvaka tebhenekeri. Isuwo tinofanira kunyatsoteerera mirayiridzo yatinopiwa nesangano raJehovha tokurumidza kuita zvatinenge taudzwa, tichizviita nemwoyo wese. Tinofanira kuteerera kunyange patinenge tichiona sekuti zvataudzwa kuti tiite hazvikoshi, kana kuti patinenge tisinganzwisisi kuti nei tiri kupiwa mirayiridzo yakadaro.—Ru 16:10.

Nei tichifanira kunyatsoteerera mirayiridzo yatinopiwa . . .

  • pamisangano yebasa remumunda?

  • pakugara tagadzirira marapirwo atinoda kuzoitwa kana tikarwara?

  • pakugara tagadzirira njodzi?

Mapikicha: Hama nehanzvadzi dziri kuteerera mirayiridzo yadzapiwa. 1. Vanhu vaungana kuti vaende kunoparidza. 2. Hanzvadzi iri kuzadza kadhi reDPA. 3. Mhuri iri kurongedza bhegi rekushandisa kana paitika njodzi.
    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe