November 9-15
REVHITIKO 1-3
Rwiyo 20 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nei Mipiro Yaipiwa?”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raRevhitiko.]
Re 1:3; 2:1, 12—Nei vaIsraeri vaipa zvibayiro zvinopiswa uye mipiro yezviyo? (it-2-E 525; 528 ¶4)
Re 3:1—Nei vaIsraeri vaipa zvibayiro zverugare? (it-2-E 526 ¶1)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 2:13—Nemhaka yei mipiro yese yaipiwa yaifanira kuva nemunyu? (Eze 43:24; w04 5/15 22 ¶1)
Re 3:17—Nemhaka yei vaIsraeri vakarambidzwa kudya mafuta, uye izvi zvinotidzidzisei? (it-1-E 813; w04 5/15 22 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 1:1-17 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho. Vhidhiyo painoita seyamira, ibvai maimisa uye bvunzai mibvunzo iripo mozoenderera mberi.
Paunodzokera: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)
Paunodzokera: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“‘Tumari Tuviri’ Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Chipo Chekupa Jehovha.’ Verengai tsamba yakabva kuhofisi yebazi iri kutenda zvipo zvakapiwa mugore rebasa rapfuura.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy p. 317
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 120 Nemunyengetero