RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 8
  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • “Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Chipo Chipi Chatingapa Jehovha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 8
Chirikadzi iri kutarisa twumari twayo twuviri twainoda kunopa semupiro.

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha

Mari yakapiwa nemukadzi uyu yanga isingatombokwani kutenga zvekudya zvekuti adye kamwe chete. (Ona w08 3/1 12 ¶1-3.) Kunyange zvakadaro, mupiro wake wakaratidza kuti aikoshesa kunamata Jehovha. Ndizvo zvakaita kuti Jehovha akoshese mupiro uyu.—Mk 12:43.

ONA VHIDHIYO INONZI ‘CHIPO CHEKUPA JEHOVHA,’ WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi ‘Chipo Chekupa Jehovha.’ Mari yekushandisa pakuvaka zvivakwa zvesangano.

    Mipiro yatinopa inoshandiswa basa rei?

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi ‘Chipo Chekupa Jehovha.’ Kasikana kari kuisa mari mubhokisi remupiro paImba yeUmambo.

    Nei mipiro yatinopa ichikosha kunyange ichiita sekuti mishoma?

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi ‘Chipo Chekupa Jehovha.’ Mapikicha: Mipiro inoshandiswa pakutsigira basa rinoitwa munyika yese. 1. Mabasa epaBheteri. 2. Zvikoro zvesangano. 3. Kuyamura panguva yenjodzi. 4. Zvivakwa zvesangano. 5. Magungano.

    Tingaita sei kana tichida kuziva dzimwe nzira dzekupa nadzo mipiro munyika yatinogara?—Ona bhokisi rakanzi “Kupa Uchishandisa Indaneti”

KUPA UCHISHANDISA INDANETI

Enda paJW Library app papeji yekutanga nechekuzasi wobaya pakanzi “Donations.” Mune dzimwe nyika panenge paine pakanzi “Frequently Asked Questions” (FAQ) panopindura mibvunzo ine chekuita nekupa zvipo. Vhidhiyo inonzi Kupa Zvipo Uchishandisa Foni, Tablet Kana Kombiyuta inobatsirawo kuti uzive nzira dzaunokwanisa kushandisa pakupa zvipo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe